Ir directamente a la información del producto
1 de 1

Carnelian Heart Publishing Ltd

Wemarengenya Haaruki Moto (Shona Edition) - 9781914287138

Wemarengenya Haaruki Moto (Shona Edition) - 9781914287138

ISBN-13: 9781914287138
Precio habitual $18.02
Precio habitual Precio de oferta $18.02
Oferta Agotado
Los gastos de envío se calculan en la pantalla de pago.
Moyo chena unouraisa. Simba mukomana achangozvipedzera zvake dzidzo paUniversity of Zimbabwe. Anozvipira kuyamura Shamiso uyo waanononga padivi pemugwagwa paanosiya akandwa naBhanditi nechikwata chake. Paanosvika kumba kwavabereki vake anobva anzi ndiye Bhanditi adzoka. Anovharirwa mumba achinzi anozoburitswa kana chikwata chake chadzora zvachakabvuta. Simba aitarisira kutendwa asi hazvina kuita sokufunga kwake. Nyaya yaMushamba irondedzero yeruvhunambwa rwuri kutiza mazimbwa ane ukasha ari kungoti dai arubata akanyika meno mumunyepfu warwo irwo rwuchiavhunanisa mukuruumburudza ruchipoya nemumateya mawo apo anenge arumbumura. Inopinda mumakomba egoridhe, mumipata yezvinodhaka pamwe nemumachokoto euterera, zvichipa muverengi kufunga kuti, kurarama chii munyika? Zvino iye wemarengenya angacharika marimi emoto akasabatira here? Ko akabatira moto achaudzimura sei uye nani? Zvinzwirei hudobidobi hwenyaya inosiririsa yakanyorwa zvemhando yepamusoro.


  • | Author: Stephen Mushamba
  • | Publisher: Carnelian Heart Publishing Ltd
  • | Publication Date: Jun 16, 2023
  • | Number of Pages: 164 pages
  • | Language: Shona
  • | Binding: Paperback
  • | ISBN-10: 1914287134
  • | ISBN-13: 9781914287138
Ver todos los detalles